2 MAKORONIKE
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
3
4
Atari, Dziva, nemabheseni (1-6)
Zvigadziko zvemarambi, matafura, nezvivanze (7-11a)
Zvinhu zvepatemberi zvinopera kugadzirwa (11b-22)
5
6
7
Temberi inozadzwa nekubwinya kwaJehovha (1-3)
Mitambo yekukumikidza (4-10)
Jehovha anozviratidza kuna Soromoni (11-22)
8
Zvimwe zvakavakwa naSoromoni (1-11)
Manamatiro epatemberi anorongwa (12-16)
Ngarava dzaSoromoni (17, 18)
9
10
11
Kutonga kwaRehobhoamu (1-12)
VaRevhi vakavimbika vanoenda kuJudha (13-17)
Mhuri yaRehobhoamu (18-23)
12
13
14
15
16
17
Jehoshafati, mambo weJudha (1-6)
Kudzidziswa kwevanhu (7-9)
Uto raJehoshafati (10-19)
18
Kubatana kwaJehoshafati naAhabhi (1-11)
Uprofita hwaMikaya hwekukundwa (12-27)
Ahabhi anourayiwa kuRamoti-giriyedhi (28-34)
19
20
Marudzi akapoteredza anotyisidzira Judha (1-4)
Jehoshafati anonyengetera kuti abatsirwe (5-13)
Mhinduro yaJehovha (14-19)
Judha inoponeswa zvinoshamisa (20-30)
Kuguma kweutongi hwaJehoshafati (31-37)
21
Jehoramu, mambo weJudha (1-11)
Tsamba inobva kuna Eriya (12-15)
Magumo asina kunaka aJehoramu (16-20)
22
23
Jehoyadha anopindira; Jehoashi anoitwa mambo (1-11)
Atariya anourayiwa (12-15)
Jehoyadha anogadzirisa zvinhu (16-21)
24
Kutonga kwaJehoashi (1-3)
Jehoashi anogadziridza temberi (4-14)
Jehoashi anotsauka (15-22)
Jehoashi anourayiwa (23-27)
25
Amaziya, mambo weJudha (1-4)
Hondo neEdhomu (5-13)
Kunamata zvidhori kwaAmaziya (14-16)
Hondo naJehoashi Mambo weIsraeri (17-24)
Kufa kwaAmaziya (25-28)
26
Uziya, mambo weJudha (1-5)
Hondo dzakarwiwa naUziya (6-15)
Uziya anorohwa nemaperembudzi nekuti anozvikudza (16-21)
Kufa kwaUziya (22, 23)
27
28
Ahazi, mambo weJudha (1-4)
Kukundwa neSiriya uye neIsraeri (5-8)
Odhedhi anoyambira Israeri (9-15)
Judha inoninipiswa (16-19)
Kunamata zvidhori kwaAhazi; kufa kwake (20-27)
29
Hezekiya, mambo weJudha (1, 2)
Hezekiya anogadzirisa zvinhu (3-11)
Temberi inocheneswa (12-19)
Basa repatemberi rinotangazve (20-36)
30
31
32
Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (1-8)
Saniheribhi anoshora Jehovha (9-19)
Ngirozi inouraya uto reAsiriya (20-23)
Kurwara kwaHezekiya uye kuzvikudza kwake (24-26)
Zvakaitwa naHezekiya uye kufa kwake (27-33)
33
Manase, mambo weJudha (1-9)
Manase anopfidza zvivi zvake (10-17)
Kufa kwaManase (18-20)
Amone, mambo weJudha (21-25)
34
Josiya, mambo weJudha (1, 2)
Josiya anogadzirisa zvinhu (3-13)
Bhuku reMutemo rinowanika (14-21)
Huridha anoprofita nezvedambudziko (22-28)
Josiya anoverengera vanhu bhuku (29-33)
35
36
Jehoahazi, mambo weJudha (1-3)
Jehoyakimu, mambo weJudha (4-8)
Jehoyakini, mambo weJudha (9, 10)
Zedhekiya, mambo weJudha (11-14)
Kuparadzwa kweJerusarema (15-21)
Shoko raKoreshi rekuvakazve temberi (22, 23)