5 Mari, Uremu, Kuyera
Ukoshi hunotevera iavhareji dzinotorerwa pauchapupu hweBhaibheri nezvakawanikwa pakuchera matongo. Ukoshi hwose hwemazuva ano hunoenderana nahwo hunoshandiswa muBhaibheri rino hunofanira kutorwa sohwakada kufanana nahwo. Kuyerwa kwezvinhu zvakaita mvura nezvinhu zvakaoma kunoenderana nekwokuUnited States.
Kuti uwane kukosha kwemazuva ano kwendarama kana sirivha, tsvaka kukosha kwazvino pagiramu rimwe kana paounce troy, wotaimuza nenhamba yemagiramu kana maounce troy.
“Maira.” ChiGiriki, miʹli·on. (Mt 5:41) Zvimwe maira reRoma (5 000 ft echiRoma; 1 479,5 m; 4 854 ft echiRungu). Mumashoko echiGiriki ari pana Ru 24:13; Joh 6:19; 11:18 nhamba dzourefu dzinotaurwa dziri mumastadhiya. (Stadhiya imwe yeRoma = 1⁄8 yemaira yeRoma kana kuti 625 ft eRoma; 185 m; 606,75 ft echiRungu.) MuShanduro yeNyika Itsva nhamba dzokuyera dzemastadhiya dziri pana Ru 24:13; Joh 6:19; 11:18 dzakachinjwa kuti dzive mamaira epamutemo ane 5 280 ft imwe neimwe. Somuenzaniso, pana Ru 24:13 “mastadhiya makumi matanhatu” anotaurwa se‘mamaira anenge manomwe’ (anenge 11 km kana kuti mamaira eRoma 7,5).
MARI MAERERANO NOUREMU MUMAGWARO ECHIHEBHERU
1 gera |
= 1⁄20 yeshekeri |
= 0.57 g |
= 0.01835 oz t |
1 bheka (hafu yeshekeri) |
= 10 magera |
= 5.7 g |
= 0.1835 oz t |
1 shekeri |
= 2 mabheka |
= 11.4 g |
= 0.367 oz t |
1 maina (mane) |
= 50 mashekeri |
= 570 g |
= 18.35 oz t |
1 tarenda |
= 60 mamaina |
= 34.2 kg |
= 1101 oz t |
1 dhariki (rokuPezhiya, ndarama) |
— |
= 8.4 g |
= 0.27 oz t |
1 dhariki (rokuPezhiya, sirivha) (rinonziwo shekeri) |
— |
= 5.60 g |
= 0.18 oz t |
MARI YEGIRISI NEROMA MAERERANO NOUREMU MUMAGWARO ECHIGIRIKI
1 reputoni (yechiJudha, mhangura kana kuti mhangura yakasanganiswa netini) |
= 1⁄2 yekwadrani |
— |
— |
1 kwadrani (yeRoma, mhangura kana kuti mhangura yakasanganiswa netini) |
= 2 mareputoni |
— |
— |
1 as kana kuti assarion (yeRoma nemaruwa ayo, mhangura kana kuti mhangura yakasanganiswa netini) |
= 4 makwadrani |
— |
— |
1 dhinari (reRoma, sirivha) |
= 16 maas |
= 3.85 g |
= 0.124 oz t |
1 dhirakema (reGirisi, sirivha) |
— |
= 3.40 g |
= 0.109 oz t |
1 dhidhirakema (reGirisi, sirivha) |
= 2 madhirakema |
= 6.80 g |
= 0.218 oz t |
1 tetradhirakema (sitateri yesirivha) |
= 4 madhirakema |
= 13.6 g |
= 0.436 oz t |
1 maina |
= 100 madhirakema |
= 340 g |
= 10.9 oz t |
1 tarenda (ndarama kana kuti sirivha) |
= 60 maina |
= 20.4 kg |
= 654 oz t |
KUYERWA KWEZVINHU ZVAKAITA MVURA MVURA
1 rogi |
= 1⁄4 yekebhu |
= 0.31 L |
= 0.66 pt (U.S.) |
1 kebhu |
= 4 marogi |
= 1.22 L |
= 2.58 pt (U.S.) |
1 hini |
= 3 makebhu |
= 3.67 L |
= 7.75 pt (U.S.) |
1 bhati |
= 6 mahini |
= 22 L |
= 5.81 magaroni (U.S.) |
1 koria |
= 10 mabhati |
= 220 L |
= 58.1 magaroni (U.S.) |
KUYERWA KWEZVINHU ZVAKAOMA
1 kebhu |
= 4 marogi |
= 1.22 L |
= 2.2 pt ezvinhu zvakaoma |
1 omeri |
= 1 4⁄5 makebhu |
= 2.2 L |
= 2 qt ezvinhu zvakaoma |
1 seya |
= 3 1⁄3 maomeri |
= 7.33 L |
= 6.66 qt ezvinhu zvakaoma |
1 efa |
= 3 maseya |
= 22 L |
= 20 qt ezvinhu zvakaoma |
1 homeri (kori) |
= 10 maefa |
= 220 L |
= 200 qt ezvinhu zvakaoma |
KUYERA UREFU HWEZVINHU
1 upamhi hweminwe |
= 1⁄4 youpamhi hwechanza |
= 1.85 cm |
= 0.72 in. |
1 upamhi hwechanza |
= 4 upamhi hweminwe |
= 7.4 cm |
= 2.9 in. |
1 minwe yakatambanudzwa |
= 3 upamhi hwechanza |
= 22.2 cm |
= 8.75 in. |
1 kubhiti |
= 2 minwe yakatambanudzwa |
= 44.5 cm |
= 17.5 in. |
1 kubhiti refub |
= 7 upamhi hwechanza |
= 51.8 cm |
= 20.4 in. |
1 tsanga |
= 6 makubhiti |
= 2.67 m |
= 8.75 ft |
1 tsanga refu |
= 6 makubhiti marefu |
= 3.11 m |
= 10.2 ft |
1 fatomu |
= 1.8 m |
= 6 ft |
a Uyewo kuyerwa kwezvinhu zvakaoma kunoenzanirana nehomeri.