RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • bi12 pp. 1647-1933
  • 6 Mwedzi yeKarenda yeBhaibheri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • 6 Mwedzi yeKarenda yeBhaibheri
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
6 Mwedzi yeKarenda yeBhaibheri

6 Mwedzi yeKarenda yeBhaibheri

Mwedzi yechiJudha yaibva pakugara kwomwedzi kusvika pakugara kwomwedzi. (Isa 66:23) Rimwe shoko rechiHebheru, choʹdhesh, “mwedzi” (Ge 7:11), rinobva pane rinoreva “chitsva,” nepo rimwe shoko rinoreva mwedzi, yeʹrach, rinoreva “nguva iri pakati pokugara kwomwedzi nokumwe kwacho.”

MWEDZI

MAMIRIRO OKUNZE

ZVIRIMWA

Mitsvene

Yenyika

   

1

7

Jodhani runozara, chando chinonyunguduka

Kukohwa furakisi. Kukohwa bhari kunotanga

2

8

Mwaka wakaoma unotanga. Matenga haana makore

Kukohwa bhari. Kukohwa gorosi munzvimbo dzakadzikira

3

9

Kupisa kwomuzhizha. Mhepo isina chinhu

Kukohwa gorosi. Maonde okutanga. Maapuru

4

10

Kupisa kunowedzera. Dova zhinji mudzimwe nzvimbo

Mazambiringa okutanga. Zvinomera uye zvitubu zvinooma

5

11

Kupisa kunonyanyisa

Kukohwa mazambiringa kunotanga

6

12

Kupisa kunopfuurira

Kukohwa michero yomuchindwe nemaonde omuzhizha

7

1

Kupera kwezhizha. Mvura yokutanga inonaya

Kupedza kukohwa. Kurima kunotanga

8

2

Mvura isina simba

Gorosi nebhari zvinodyarwa. Kukohwa maorivhi

9

3

Mvura inowedzera. Mazaya echando. Chando mumakomo

Sora rinokura

10

4

Kutonhora kukuru. Mvura. Chando mumakomo

Nzvimbo dzakadzikira dzinosvibira. Zviyo, maruva zvinokura

11

5

Kutonhora kunoderera. Mvura inopfuurira kunaya

Miarumondi inotumbuka. Mionde inotungira

12

6

Mabhanan’ana nechimvuramabwe zvinovapo kakawanda

Mikarobhu inotumbuka. Kukohwa michero

13

 

Mwedzi wokuwedzera waiwedzerwa kanomwe mumakore 19 kazhinji kacho uri mwedzi waAdhari wechipiri (Vheadhari)

(Kana uchida kuona zvese zvakaita karenda racho, ona Bhaibheri rakaprindwa)

1 NISANI (ABHIBHI) March—April

14 Paseka

15-21 Makeke Asina Kuviriswa

16 Kupa zvibereko zvokutanga

Bhari

2 IYARI (ZIVHI) April—May

14 Paseka Yainonoka Kuitwa (Nu 9:10-13)

Gorosi

3 SIVHANI May—June

6 Mutambo Wemavhiki (Pendekosti)

Maonde Okutanga

4 TAMUZI June—July

Mazambiringa Okutanga

5 ABHI July—August

Michero Yezhizha

6 ERURIL August—September

Michindwe, Mazambiringa, Maonde

7 TISHRI (ETANIMU) September—October

1 Kurira kwebhosvo

10 Zuva Rokuyananisa

15-21 Mutambo Wematumba kana kuti Kuunganidza

22 Kuungana kukuru

Kurima

8 HESHIVHANI (BHURI) October—November

Maorivhi

9 KISREVHI November—December

25 Mutambo Wokutsaurira

Makwai Anopedzera Chando Mumatanga

10 TEBHETI December—January

Zvinomera Zvinokura

11 SHEBHATI January—February

Miarimondi Inotumbuka

12 ADHARI February—March

14, 15 Purimu

Michero

13 VHEADHARI March

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe