RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 57
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukumbira kunzwirwa nyasha

        • Kupotera pasi pemapapiro aMwari (1)

        • Vavengi vanowira mumusungo wavo (6)

Pisarema 57:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:1; 24:3; Pis 142:mashoko ekusuma

Pisarema 57:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu unopotera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2
  • +Rut 2:12; Pis 17:8

Pisarema 57:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 144:7; Mab 12:11
  • +Pis 40:11; 61:7

Pisarema 57:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu wakakombwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:13; 35:17
  • +Pis 52:2; 64:3; Zvi 25:18

Pisarema 57:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 57:11; 108:5

Pisarema 57:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu wakotamiswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:7
  • +Pis 42:6
  • +1Sa 24:4; Zvi 26:27

Pisarema 57:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 112:7

Pisarema 57:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 108:2-5

Pisarema 57:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndichakuridzirai rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:11; 145:11, 12
  • +VaR 15:9

Pisarema 57:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:5; 103:11

Pisarema 57:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:1; 57:5; 108:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 57:mashoko ekusuma1Sa 22:1; 24:3; Pis 142:mashoko ekusuma
Pis. 57:1Pis 18:2
Pis. 57:1Rut 2:12; Pis 17:8
Pis. 57:3Pis 144:7; Mab 12:11
Pis. 57:3Pis 40:11; 61:7
Pis. 57:4Pis 22:13; 35:17
Pis. 57:4Pis 52:2; 64:3; Zvi 25:18
Pis. 57:5Pis 57:11; 108:5
Pis. 57:6Pis 35:7
Pis. 57:6Pis 42:6
Pis. 57:61Sa 24:4; Zvi 26:27
Pis. 57:7Pis 112:7
Pis. 57:8Pis 108:2-5
Pis. 57:9Pis 9:11; 145:11, 12
Pis. 57:9VaR 15:9
Pis. 57:10Pis 36:5; 103:11
Pis. 57:11Pis 8:1; 57:5; 108:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 57:1-11

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Musaparadza.” Rwiyo rwaDhavhidhi. Miktamu.* Paakatiza Sauro, akanopinda mubako.+

57 Ndinzwireiwo nyasha, Mwari, ndinzwireiwo nyasha,

Nekuti ndinopotera* kwamuri,+

Uye ndinopotera mumumvuri wemapapiro enyu kusvikira matambudziko apfuura.+

 2 Ndinoshevedzera kuna Mwari Wekumusorosoro,

Kuna Mwari wechokwadi, uyo anoita kuti matambudziko angu agume.

 3 Achanditumira rubatsiro kubva kudenga, ondiponesa.+

Achavhiringidza uya anondibvambura. (Sera)

Mwari achatumira rudo rwake rusingachinji uye kutendeka kwake.+

 4 Ndakakombwa* neshumba;+

Ndinofanira kurara pakati pevanhu vanoda kundidya,

Vane mazino anenge mapfumo nemiseve

Uye vane rurimi runenge bakatwa rakapinza.+

 5 Rumbidzwai zvikuru kumusoro kwematenga, haiwa Mwari;

Kukudzwa kwenyu ngakuve pamusoro penyika yese.+

 6 Vakaisa mambure kuti vateye tsoka dzangu;+

Ndakotamiswa* nekushungurudzika.+

Vakachera gomba pamberi pangu,

Asi ivo ndivo vakawira mariri.+ (Sera)

 7 Mwoyo wangu wakasimba, haiwa Mwari,+

Mwoyo wangu wakasimba.

Ndichaimba uye ndicharidza rwiyo.

 8 Muka, iwe kukudzwa kwangu.

Muka, haiwa iwe chiridzwa chine tambo; newewo rudimbwa.

Ndichaita kuti mambakwedza amuke.+

 9 Ndichakurumbidzai pakati pemarudzi, haiwa Jehovha;+

Ndichaimba ndichikurumbidzai* pakati pemarudzi.+

10 Nekuti rudo rwenyu rusingachinji rwakakura, rwakakwirira sematenga,+

Uye kutendeka kwenyu kunosvika kumatenga.

11 Rumbidzwai zvikuru kumusoro kwematenga, haiwa Mwari;

Kukudzwa kwenyu ngakuve pamusoro penyika yese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe