RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 79
  • Simba Romutsa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Simba Romutsa
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Simba Remutsa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mutsa—Unhu Hunoratidzwa Nezvatinotaura Nezvatinoita
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • “Joko Rangu Inyoro Uye Mutoro Wangu Wakareruka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Vanhu vaMwari Vanofanira Kuda Mutsa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 79

Rwiyo 79

Simba Romutsa

Rakaprindwa

(VaEfeso 4:32)

1. Tinofanira kuonga kuti,

Toziva Jehovha.

Nyange ane uchenjeri, simba,

Mwari wedu ane mutsa.

2. Jesu anoti kuvakaneta

Vasazvidya mwoyo.

Mutoro wake wakareruka,

Anozorodza nemutsa.

3. Titevedzere Mwari naJesu,

Unhu hwakanaka.

Pazvose, ngatiite saivo

Kuva nomutsa netsitsi.

(Onawo Mika 6:8; Mat. 11:28-30; VaK. 3:12; 1 Pet. 2:3.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe