RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 116
  • Simba Remutsa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Simba Remutsa
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Simba Romutsa
    Imbirai Jehovha
  • Mutsa—Unhu Hunoratidzwa Nezvatinotaura Nezvatinoita
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Vanhu vaMwari Vanofanira Kuda Mutsa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Fadza Jehovha Kupfurikidza Nokuratidza Mutsa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 116

RWIYO 116

Simba Remutsa

Rakaprindwa

(VaEfeso 4:32)

  1. 1. Tinokurumbidzai Jehovha,

    Nekuti toziva,

    Imi mune uchenjeri, simba,

    Mune rudo uye mutsa.

  2. 2. Jesu anoti kuvakaneta

    Vasazvidya mwoyo.

    Mutoro wake wakareruka,

    Anozorodza nemutsa.

  3. 3. Toda kuva saMwari naKristu,

    Tovatevedzera.

    Tive nesimba iri remutsa.

    Nemutsa tinosimbiswa.

(Onawo Mika 6:8; Mat. 11:28-30; VaK. 3:12; 1 Pet. 2:3.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe