RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mrt nyaya 109
  • Jesu Ndiye Achapedza Kuparwa Kwemhosva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Ndiye Achapedza Kuparwa Kwemhosva
  • Dzimwe Nyaya
  • Mashoko Akafanana
  • Jesu Ndiye Achapedza Urombo
    Dzimwe Nyaya
  • Jesu Ndiye Achapedza Hondo
    Dzimwe Nyaya
  • Ndiani Waungavimba Naye?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?
    Dzimwe Nyaya
  • Mugumo Woutsotsi Zvino Wava Pedyo!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
Ona Zvimwe
Dzimwe Nyaya
mrt nyaya 109
Tsotsi riri kutarisa mukadzi akamira ari ega. Mukadzi wacho ari kuzviona kuti ari kutariswa netsotsi uye ava kufona kuti azobatsirwa.

alfa27/stock.adobe.com

Jesu Ndiye Achapedza Kuparwa Kwemhosva

Jesu anonzwisisa kutambura kunokonzerwa nekuparwa kwemhosva uye kubatwa zvisina kunaka. Akapomerwa zvenhema, akarohwa, akatongwa zvisiri pamutemo uye akaurayiwa zvinorwadza. Kunyange zvazvo ainge asina mhosva, akapa “upenyu hwake kuti adzikinure vanhu vazhinji.” (Mateu 20:28; Johani 15:13) Iye zvino, sezvo ava Mambo weUmambo hwaMwari, munguva pfupi iri kutevera achabvisa kusabatwa zvakanaka kwevanhu panyika, opedza kuparwa kwemhosva zvachose.—Isaya 42:3

Bhaibheri rinotsanangura zvichange zvakaita nyika kana Jesu agadzirisa zvinhu:

  • “Vakaipa havazovipozve; uchatarisa pavaiva, asi vanenge vasisipo. Asi vanyoro vachagara nhaka yenyika, uye vachafara zvikuru vaine rugare rwakawanda.”—Pisarema 37:10, 11.

Zvii zvaungaita kuti uratidze kuti unotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana? Imwe nzira ndeyekudzidza ‘nezvemashoko akanaka eUmambo hwaMwari,’ ayo aiparidzwa naJesu. (Ruka 4:43) Verenga nyaya yakanzi “Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe