RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mrt nyaya 108
  • Jesu Ndiye Achapedza Urombo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Ndiye Achapedza Urombo
  • Dzimwe Nyaya
  • Mashoko Akafanana
  • Jesu Ndiye Achapedza Hondo
    Dzimwe Nyaya
  • Tevedzera Muenzaniso waJesu Uratidze Kuti Une Hanya Nevarombo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Jesu Ndiye Achapedza Kuparwa Kwemhosva
    Dzimwe Nyaya
  • Ndiani Waungavimba Naye?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?
    Dzimwe Nyaya
Ona Zvimwe
Dzimwe Nyaya
mrt nyaya 108
Munhu ari kukumbira kubatsirwa.

panitan/stock.adobe.com

Jesu Ndiye Achapedza Urombo

Jesu paaiva panyika airatidza kuti aida vanhu zvakadzama, kunyanya vaya vaiva varombo uye vaishungurudzika. (Mateu 9:36) Akasvika pakutofira vanhu kuitira kuti avabatsire. (Mateu 20:28; Johani 15:13) Munguva pfupi iri kutevera, acharatidza zvekare kuda kwaanoita vanhu nekushandisa kwaachaita simba rake saMambo weUmambo hwaMwari kuti apedze urombo huri panyika.

Bhaibheri rinoshandisa mashoko anobaya mwoyo pakutsanangura zvichaitwa naJesu:

  • “Iye ngaadzivirire vakaderera vari pakati pevanhu, ngaaponese vanakomana vemurombo.”—Pisarema 72:4.

Zvii zvaungaita kuti uratidze kuti unotenda zvatakaitirwa naJesu uye zvaachazotiitira mune ramangwana? Imwe nzira ndeyekudzidza ‘nezvemashoko akanaka eUmambo hwaMwari,’ ayo aiparidzwa naJesu. (Ruka 4:43) Verenga nyaya yakanzi “Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe