RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 3
  • ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • “Garai Muchipa”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • “Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 3
Hanzvadzi yechikuru iri kuisa mari mubhokisi remupiro paImba yeUmambo. Mapikicha: 1. Hama nehanzvadzi dziri kubatsira pabasa rekuvaka. 2. Purogiramu yeJW Broadcasting®. 3. Hama nehanzvadzi dziri kuburutsa zvinhu zvekuyamura murori.

KURARAMA KWECHIKRISTU

‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’

Tinofanira kutoita zvekuronga mupiro watichapa. Ndizvo zvairehwa nemuapostora Pauro paakati nguva dzese ‘tiise chimwe chinhu parutivi.’ (1VaK 16:2) Kutevedzera zano iri rakafemerwa kunotibatsira kuti titsigire kunamata kwakachena uye kunoita kuti tifare. Kunyange tichiona sekuti zvatinokwanisa kupa zvishoma, Jehovha anokoshesa chaizvo chido chatiinacho chekumukudza nezvinhu zvedu zvinokosha.—Zvi 3:9.

ONA VHIDHIYO INONZI TINOKUTENDAI NEKUISA CHIMWE CHINHU PARUTIVI, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Kugara taronga mupiro watichapa kwakanakirei?

  • Zvii zvakaitwa nevamwe kuti ‘vaise chimwe chinhu parutivi’?

DZIDZA ZVIMWE PAINDANETI

The “Donations” icon, which shows a hand holding a coin.

Ungapa sei mari yezvipo kuti utsigire basa reZvapupu zvaJehovha? Enda paJW Library® papeji yekutanga nechekuzasi wobaya pakanzi “Donations.” Munyika dzakawanda, kana wabaya pakanzi “Donations” uchaona pakanzi Frequently Asked Questions (FAQ). Ukapabaya, unowana PDF rinopindura mibvunzo ine chekuita nekupa zvipo rakanzi Donations to Jehovah’s Witnesses.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe