RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 4
  • November 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 4

November 13-19

JOBHO 15-17

  • Rwiyo 90 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Usatevedzera Erifazi Paunenge Uchinyaradza Vamwe”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 16:22—Mashoko aJobho anoratidza kuti akanga asingatendi kuti kune rumuko here? (w06 3/15 14 ¶11)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 17:​1-16 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Bhaibheri—Job 26:7. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chikamu 1 mibvunzo yekudzokorora 6-10 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 96

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 2 ¶1-7, mashoko ekusuma chikamu 1

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 118 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe