RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 3
  • Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • “Garai Muchipa”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • “Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 3
Mifananidzo: 1. Hama iri kuisa mari mubhokisi remupiro. 2. Kabhokisi keJW. 3. Hama dziri kugadzira nzvimbo ichatorerwa vhidhiyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu

Ungano yaiva muTesaronika yaida vamwe vaKristu pasinei nekuti yaiva mumatambudziko. (2VaT 1:3, 4) Vanhu vaJehovha mazuva ano vanoratidza rudo rwakadaro kuhama dziri munyika yese. Chikamu chepajw.org chenyaya dzinogara dzichibuda chakanzi “Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo” chinoratidza kuti mari yenyu yezvipo iri kushandiswa sei pakutsigira hama dzenyu munguva dzino dzakaoma. Muri kuita zvakanaka chaizvo pakuda hama uye pakudzitsigira.

ONA VHIDHIYO INONZI TINOGARA “TICHITENDA MWARI NEKUDA KWENYU,” WOBVA WAPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

• Ndeapi mamwe mabasa anotsigirwa nemari yedu yezvipo?

• Ndeipi nzira yakanyanya kunaka yekutsigira nemari hama nehanzvadzi dzedu dzinoshayiwa?—Onawo nyaya iri pajw.org yakanzi “Kuzadzisa Kushayiwa Kwevamwe”

DZIDZA ZVIMWE PAINDANETI

Ungapa sei mari yezvipo kuti utsigire basa reZvapupu zvaJehovha? Enda paJW Library app papeji yekutanga nechekuzasi wobaya pakanzi “Donations” Mune dzimwe nyika panenge paine pakanzi “Frequently Asked Questions” (FAQ) panopindura mibvunzo ine chekuita nekupa zvipo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe