RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 10
  • “Enda Nesimba Rauinaro”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Enda Nesimba Rauinaro”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Ainge Akashinga uye Akangwarira
    Famba naMwari Neushingi
  • “Munondo waJehovha nowaGidheoni!”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Vakuru—Dzidzai Pamuenzaniso waGidhiyoni
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Zviri Nani Kuti Tizvininipise Pane Kuti Tizvikudze
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 10
Gidhiyoni nevarume vaaiva navo vachishevedzera vakabata mwenje nenyanga.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Enda Nesimba Rauinaro”

Jehovha akapa Gidhiyoni basa rakaoma chaizvo (Vat 6:2-6, 14)

Gidhiyoni ainzwa asina kukodzera kuita basa racho (Vat 6:15; w02 2/15 6-7)

Gidhiyoni akabudirira nekuti akapiwa simba naJehovha (Vat 7:19-22; w05 7/15 16 ¶3)

Hama dziri muushumiri dziri kuda kuparidzira mumwe mukadzi. Imwe hama iri muwiricheya ichisundwa neimwe yacho.

Jehovha anoda kuti tishandise simba ratiinaro pakumunamata. Mweya mutsvene wake unogona kutibatsira patinenge tisina kusimba, woita kuti tibudirire.—Isa 40:30, 31.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe