RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 11
  • Basa Rakaoma Chaizvo Rakaitwa Pachishandiswa Mweya Mutsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Basa Rakaoma Chaizvo Rakaitwa Pachishandiswa Mweya Mutsvene
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • “Kutendeka Mumiedzo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Kudzokorora Zvakaitika Kare Zviri Muvhidhiyo Inonzi The New World Society in Action
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
  • Chipo chaJehovha Chomudzimu Mutsvene
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
  • Zvaungaita Kuti Ujairane Nebasa Rako Idzva
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 11

KURARAMA KWECHIKRISTU

Basa Rakaoma Chaizvo Rakaitwa Pachishandiswa Mweya Mutsvene

Pepa rekushambadzira firimu rinonzi “The New World Society in Action.”

Kubvira kare, vashumiri vaMwari vaiita zvinhu zvinoshamisa chaizvo. Vaisazviita nesimba ravo asi vaibatsirwa naJehovha. Muna 1954, sangano raJehovha rakabudisa firimu rinonzi The New World Society in Action. Rakagadzirwa nevashandi vepaBheteri vaisava neruzivo rwekugadzirwa kwemafirimu. Mweya mutsvene waJehovha ndiwo wakaita kuti basa iri rakaoma chaizvo ribudirire. Izvi zvinotipa chivimbo chekuti kana tikavimba naJehovha tinogona kubudirira pakuita chero basa ratinenge tapiwa musangano.—Zek 4:6.

ONA VHIDHIYO INONZI KUGADZIRA “THE NEW WORLD SOCIETY IN ACTION,” WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Nei pakaitwa chisarudzo chekuti pagadzirwe firimu rinotaura nezvemahofisi edu makuru?

  • Firimu racho rinoratidza sei kuti Bheteri rakaita semuviri wemunhu?—1VaK 12:14-20

  • Hama dzakasangana nematambudziko api padzaigadzira firimu racho uye dzakaakunda sei?

  • Kugadzirwa kwefirimu iri kunotidzidzisei nezvemweya mutsvene waJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe