RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 10
  • December 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 10

December 6-12

VATONGI 6-7

  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Enda Nesimba Rauinaro”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Vat 6:27—Muenzaniso waGidhiyoni unotibatsira sei muushumiri? (w05 1/15 26 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 6:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri—VaR 15:4. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 6)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye muratidze kuti angakwanisa sei kuva nebhurocha racho pafoni yake. (th chidzidzo 15)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 104

  • “Basa Rakaoma Chaizvo Rakaitwa Pachishandiswa Mweya Mutsvene”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kugadzira “The New World Society in Action.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 17 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe