RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 4
  • Zvatinodzidza Pakusanzwisisana Kwakamboitika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatinodzidza Pakusanzwisisana Kwakamboitika
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Joshua Anorayira Rudzi Rwacho Kekupedzisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Tevera Jehovha Nemwoyo Wese
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Nei Tichifanira Kugutsikana Uye Kuva Nemwero?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Jehovha Anorwira vaIsraeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 4
VaIsraeri vanogara kumabvazuva kwerwizi rwaJodhani vachipindura kupomerwa kwavari kuitwa nevamwe vaIsraeri.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvatinodzidza Pakusanzwisisana Kwakamboitika

Marudzi aigara kumabvazuva kweJodhani akavaka atari yakakura uye yakanaka chaizvo (Jos 22:10)

Mamwe madzinza akavapomera kuti vainge vatsauka pana Jehovha (Jos 22:12, 15, 16; w06 4/15 5 ¶3)

Madzinza aipomerwa akapindura neunyoro zvikaita kuti pasava nekudeurwa kweropa (Jos 22:21-30; w08 11/15 18 ¶5)

Nyaya iyi inotidzidzisei pane zvatinofanira kuita kana tapomerwa zvatisina kuita uye nezvekukosha kwekusafungidzira zvimwe zvinhu kana tisingazivi chokwadi?—Zvi 15:1; 18:13.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe