RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 4
  • November 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 4

November 8-14

JOSHUA 20-22

  • Rwiyo 120 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvatinodzidza Pakusanzwisisana Kwakamboitika”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 21:43, 44—Mashoko aya akaratidza sei kuti aiva echokwadi kunyange zvazvo vaKenani vakawanda vasina kukundwa nevaIsraeri? (it-1-E 402 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 20:1–21:3 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Bhaibheri—Zva 21:3, 4. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 119

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 15 ¶18-23

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 121 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe