RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 5
  • November 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 5

November 15-21

JOSHUA 23-24

  • Rwiyo 50 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Joshua Anorayira Rudzi Rwacho Kekupedzisira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 24:2—Tera, baba vaAbrahamu, vainamata zvidhori here? (w04 12/1 12 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 24:19-33 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 20)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 28

  • Usashamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kubasa: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Dzivisa Zvinhu Zvinoparadza Kuvimbika—Ushamwari Hwakaipa. Chibvai mabvunza vateereri kuti: Ushamwari hwakaipa hwakakanganisa sei hanzvadzi yacho? Zvinhu zvipi zvayakachinja uye izvi zvakaibatsira sei? Zvii zvawadzidza muvhidhiyo yacho nezvekudzivisa kushamwaridzana nevanhu vakaipa?

  • Kuwana Shamwari Usingazvifungiri: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Chibvai mabvunza vateereri kuti: Zvii zvakaita kuti Akil apedzisire ava kushamwaridzana nevanhu vakaipa kuchikoro? Zvakafamba sei kuti awane shamwari yakanaka muungano? Vhidhiyo iyi yakudzidzisei nezvekuwana shamwari dzakanaka?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 16 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 39 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe