RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 7
  • Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Potera Kuna Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Simudza Mwanakomana Wako”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha

Zvaiva nyore kuti munhu asvike kumaguta ekupotera (Dhe 19:2, 3; w17.11 14 ¶4)

Maguta ekupotera aibatsira vaIsraeri kuti vasava nemhosva yekudeura ropa (Dhe 19:10; w17.11 15 ¶9)

Kuvenga hama yedu kunogona kuita kuti tizova nemhosva yekudeura ropa (Dhe 19:11-13; it-1-E 344)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndezvipi zvimwe zvandingaita kuti ndiratidze kuti ndinoona upenyu sezvinoita Jehovha?

Mifananidzo: 1. Hama iri kunyora meseji ichityaira. 2. Hama yacho iri kunyora meseji yakamira nepayapaka motokari yayo.
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe