RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 7
  • July 26–August 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 26–August 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 7

July 26–August 1

DHEUTERONOMI 19-21

  • Rwiyo 141 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 21:19—Nei dare raiitirwa pagedhi reguta? (it-1-E 518 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 19:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) bhs 138 ¶8 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 37

  • “Famba Panzira Yako Wakachengeteka”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho mobvunza vateereri mibvunzo inotevera: Nei tichifanira kuita zvinhu zvisina ngozi? Zvinhu zvipi zvatinofanira kuita kuti tive vakachengeteka?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 11 ¶9-17

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 108 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe