RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 8
  • August 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 8

August 2-8

DHEUTERONOMI 22-23

  • Rwiyo 1 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nemhuka?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 23:19, 20—Nei vaIsraeri vaibhadharisa mutorwa mubereko asi vasingabhadharisi mumwe muIsraeri? (it-1-E 600)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 23:1-14 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Taura Zvinobaya Mwoyo”: (9 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kutaura Zvinobaya Mwoyo.

  • Hurukuro: (5 min.) g 05/15 13—Musoro: Kuuraya Mhuka Kwakaipa Here? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 62

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 11 ¶18-26, bhokisi 11A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 77 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe