RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 5
  • May 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 5

MAY 18-24

GENESISI 40-41

  • Rwiyo 8 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anonunura Josefa”: (10 min.)

    • Ge 41:9-13​—Farao akanzwa nezvaJosefa (w15 2/1 14 ¶4-5)

    • Ge 41:16, 29-32​—Jehovha akaita kuti Josefa akwanise kududzira hope dzaFarao (w15 2/1 14-15)

    • Ge 41:38-40​—Josefa akava mutevedzeri waFarao pakutonga Ijipiti (w15 2/1 15 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 41:14​—Nei Josefa akatanga agera ndebvu nemusoro wake asati aenda kunoona Farao? (w15 11/1 9 ¶1-3)

    • Ge 41:33​—Chii chatinogona kudzidza kubva pamatauriro akaita Josefa kuna Farao? (w09 11/15 28 ¶14)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 40:1-23 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Chii chinoratidza kuti murume nemudzimai ava vagadzirira pamwe chete kuti vazodzokerazve? Hama yacho yaratidza sei kushanda kunoita rugwaro?

  • Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 128

  • Ita saJosefa​—Tsungirira Paunoitirwa Utsinye:(6 min.) Tangai nekuratidza vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha​—Tsungirira Paunoitirwa Utsinye. Itai kuti vana vamakatosarudza nechekare vauye kuchikuva movabvunza kuti: Utsinye hupi hwakaitirwa Kuda naSarudzai? Unofunga kuti zvii zvavakadzidza kubva kuna Josefa?

  • Zvemuungano Yenyu: (9 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 115

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 124 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe