RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 6
  • May 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 6

MAY 25-31

GENESISI 42-43

  • Rwiyo 120 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Josefa Anozvidzora”: (10 min.)

    • Ge 42:5-7​—Josefa akaramba akadzikama paakaona vakoma vake (w15 5/1 13 ¶5-6; 14 ¶1)

    • Ge 42:14-17​—Josefa akaedza vakoma vake (w15 5/1 14 ¶2)

    • Ge 42:21, 22​—Vakoma vaJosefa vakaratidza kuti vakanga vapfidza (it-2-E 108 ¶4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 42:22, 37​—Unhu hupi hwakanaka hwakaratidzwa naRubheni? (it-2-E 795)

    • Ge 43:32​—Nei kudya nevaHebheru kwaisemesa kuvaIjipiti? (w04 1/15 29 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 42:1-20 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Hama iyi yasuma sei rugwaro zvakanaka? Nei hama iyi yasuma bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei uye yazviita sei?

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 15)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 38-39 ¶18 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 94

  • “Edza Kunyatsonzwisisa Nyaya Yacho Yese”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Vandudza Maverengero Aunoita Bhaibheri​—Chidimbu. Kurudzirai vateereri kuti vaone vhidhiyo yacho yese.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 116

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 79 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe