RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 6
  • Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Iva Nounyanzvi Pakukurukurirana Nevamwe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • “Ita Zvinhu Zvose Nokuda Kwemashoko Akanaka”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • “Ramba Uchishingairira . . . Kudzidzisa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 6
Pauro achiparidza pamusika

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MABASA 17-18

Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa

17:2, 3, 17, 22, 23

Tingatevedzera sei muapostora Pauro?

  • Kuparidza pamusika

    Tinogona kushandisa Magwaro kubatsira vanhu uye kutaura zvinoenderana nevanhu vatinenge tichikurukura navo

  • Kuparidza mumugwagwa

    Tinogona kuparidza kunowanika vanhu uye panguva dzavanowanika

  • Hama iri kushandisa Bhaibheri rasaimba pakuparidza

    Tinogona kutsvaga zvatinobvumirana nevanhu

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Ndekupi kwandingawana vanhu vakawanda vekuparidzira mundima yedu uye ndingaenda nguvai?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe