RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 7
  • December 31, 2018–January 6, 2019

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 31, 2018–January 6, 2019
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 7

December 31, 2018–January 6, 2019

MABASA 19-20

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvichenjererei Imi Neboka Rose”: (10 min.)

    • Mab 20:28​—Vakuru vane basa rekufudza ungano (w11 6/15 20-21 ¶5)

    • Mab 20:31​—Vakuru vanoshanda “usiku nemasikati” vachibatsira makwai (w13 1/15 31 ¶15)

    • Mab 20:35​—Vakuru vanofanira kuva vanhu vanozvipira (bt 172 ¶20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 19:9​—Tingatevedzera sei kushingaira uye kuchinja-chinja kwaiita muapostora Pauro? (bt 161 ¶11)

    • Mab 19:19—Zvakaitwa nevaEfeso zvinotidzidzisei? (bt 162-163 ¶15)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 19:1-20

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda kupindura mubvunzo wawakasiya pakudzokera kechipiri wobva wasiya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 15

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 99

  • Dzidzisai Hama Dzechidiki Dzinoda Kuita Zvakawanda Muungano Uye Mubasa raJehovha: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai mibvunzo inotevera: Vakuru vanoita basa rei rinokosha muungano? (Mab 20:28) Nei vakuru vachifanira kuramba vachidzidzisa hama dzechidiki? Vangatevedzera sei zvakaitwa naJesu paaidzidzisa vaapostora vake? Hama dzinenge dzichida kudzidziswa basa dzinofanira kuva neunhu hwakaita sei? (Mab 20:35; 1Ti 3:1) Vakuru vangavadzidzisa sei? Vakuru vanofanira kuyeukei pavanenge vachivadzidzisa?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 48

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 118 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe