RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 6
  • December 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 6

December 24-30

MABASA 17-18

  • Rwiyo 78 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa”: (10 min.)

    • Mab 17:2, 3​—Pauro aidzidzisa achishandisa Magwaro nezvakanyorwa (“akakurukurirana navo” uye “achiratidza nezvakanyorwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 17:2, 3 nwtsty)

    • Mab 17:17​—Pauro aiparidza kwese kwaiwanika vanhu (“pamusika” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 17:17, nwtsty)

    • Mab 17:22, 23​—Pauro aicherechedza uye aikurukura nevanhu zvavaiwirirana (“Kuna Mwari Asingazivikanwi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 17:23, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 18:18​—Tingatii nezvemhiko yakaitwa naPauro? (w08 5/15 32 ¶5)

    • Mab 18:21​—Tingatevedzera sei Pauro patinenge tichironga zvinangwa zvine chekuita nekunamata? (“kana Jehovha achida” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 18:21, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 17:1-15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo. (Asi usamuratidza vhidhiyo yacho.)

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda kupindura mubvunzo wawakasiya pakudzokera kechipiri, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 7

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • Shingaira Kuparidza Nekudzidzisa Mashoko Akanaka: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kunamata Kwemhuri: Pauro Akaparidza Kwazvo Mashoko Akanaka. Kana yapera bvunzai mibvunzo inotevera: Chii chakaita kuti mhuri iri muvhidhiyo iyi ione kuti yaifanira kuvandudza ushumiri hwayo? Ndezvipi zvinhu zvaiitwa nemuapostora Pauro zvavakatevedzera? Vakawana makomborero api? Ndezvipi zvimwe zvamuchada kuita pakunamata kwemhuri?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 47

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe