RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 7
  • Jesu Akazorodza Vanhu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Akazorodza Vanhu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Joko Rangu Inyoro Uye Mutoro Wangu Wakareruka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Zororo Pakunetseka Nepfungwa—mushonga Unoshanda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • “Uyai Kwandiri, . . . Uye Ini Ndichakuzorodzai”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Mateu 11:28-30—“Uyai Kwandiri, . . . Uye Ndichakupai Zororo”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 10-11

Jesu Akazorodza Vanhu

11:28-30

Mukadzi akatakura joko

“Joko rangu nderomutsa”

Sezvo Jesu aiva muvezi, aiziva kuti joko rinogadzirwa sei. Zvimwe aitomonerera jira pamajoko aaigadzira kuitira kuti munhu asazosvuuka mutsipa. Patinobhabhatidzwa, tinenge tichibvuma joko rekuva mudzidzi waJesu, uye kuita zvese zvinotarisirwa kumuKristu. Asi kuita izvi kunozorodza uye kunoita kuti tiwane makomborero akawanda.

Makomborero api awakawana kubvira pawakatanga kutakura joko raJesu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe