RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 7
  • January 29–February 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 29–February 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 7

January 29–February 4

MATEU 10-11

  • Rwiyo 4 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jesu Akazorodza Vanhu”: (10 min.)

    • Mt 10:29, 30—Jesu akati Jehovha anoda mumwe nemumwe wedu uye izvi zvinotizorodza (“shiri duku,” “mari isingakoshi,” “kunyange bvudzi romusoro wenyu rakaverengwa rose” tsanangudzo dzemamwe mashoko uye “shiri duku” mapikicha nemavhidhiyo Mt 10:29, 30, nwtsty)

    • Mt 11:28—Kushumira Jehovha kunozorodza (“makaremerwa,” “Ini ndichakuzorodzai” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 11:28, nwtsty)

    • Mt 11:29, 30—Kuzviisa pasi paKristu uye kutungamirirwa naye kunozorodza (“Takurai joko rangu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 11:29, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 11:2, 3—Johani Mubhabhatidzi akabvunzirei mubvunzo uyu? (jy 96 ¶2-3)

    • Mt 11:16-19—Mavhesi aya anorevei? (jy 98 ¶1-2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 11:1-19

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda nemubvunzo wekuti uzowana pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 43 ¶15-16—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 87

  • Kuzorodza Vaya ‘Vanoshanda Zvakaoma Uye Vakaremerwa’: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana mapedza, bvunzai mibvunzo iyi:

    • Zvii zvakaitika munguva ichangopfuura zvakaita kuti vamwe vade kuzorodzwa?

    • Jehovha naJesu vanotizorodza sei vachishandisa sangano?

    • Magwaro anotizorodza sei?

    • Mumwe nemumwe wedu angaitei kuti azorodze vamwe?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 6, bhokisi rakanzi ‘Mazuva Okuvanatsa Paakakwana’

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 138 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe