RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 6
  • Jesu Aida Vanhu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Aida Vanhu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 6
Jesu achiporesa munhu ane maperembudzi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 8-9

Jesu Aida Vanhu

Zvitsauko 8 ne9 zvaMateu zvinotaura nezveushumiri hwaJesu muGarireya. Paakaporesa vanhu, akaratidza simba raaiva naro, asi chikuru ndechekuti akaratidza rudo uye tsitsi dzaaiva nadzo.

  1. Maguta ari muGarireya umo Jesu akaporesa vanhu

    Jesu akaporesa murume aiva nemaperembudzi.—Mt 8:1-3

  2. Jesu akaporesa mushandi wemukuru weuto.—Mt 8:5-13

    Akaporesa amai vemudzimai waPetro.—Mt 8:14, 15

    Akadzinga madhimoni uye akarapa vanhu vairwara.—Mt 8:16, 17

  3. Jesu akadzinga madhimoni aityisa, achibva aita kuti aende munguruve.—Mt 8:28-32

  4. Jesu akarapa munhu akanga akaoma rutivi.—Mt 9:1-8

    Akarapa mukadzi akanga abata nguo yake uye akamutsa mwana waJairosi.—Mt 9:18-26

    Akarapa mapofu nembeveve.—Mt 9:27-34

  5. Jesu akafamba mumaguta nemumisha, achirapa hosha dzemarudzi ese neundonda hwemarudzi ese. —Mt 9:35, 36

Ndingawedzera sei kuratidza rudo uye tsitsi kune vamwe?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe