RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 6
  • January 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 6

January 22-28

MATEU 8-9

  • Rwiyo 17 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jesu Aida Vanhu”: (10 min.)

    • Mt 8:1-3—Jesu akaratidza tsitsi dzinoshamisa paakarapa murume aiva nemaperembudzi (“akamubata,” “Ndinoda” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 8:3, nwtsty

    • Mt 9:9-13—Jesu aida vanhu vaitarisirwa pasi (“akatsenhama patafura,” “vateresi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 9:10, nwtsty)

    • Mt 9:35-38—Kuda vanhu ndikwo kwakaita kuti Jesu aparidze mashoko akanaka kunyange paainge akaneta uye akatonyengetera kuna Mwari kuti atume vamwe vashandi (“akasiririswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 9:36, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 8:8-10—Tinodzidzei kubva pane zvakataurwa naJesu kumukuru weuto? (w02 8/15 13 ¶16)

    • Mt 9:16, 17—Jesu airevei paakataura mifananidzo miviri iyi? (jy 70 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 8:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumusangano.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda uye mupe rimwe remabhuku atinodzidza nevanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 44 ¶18-19

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 145

  • ‘Chokwadi Mwari Akamuita Ishe Uye Kristu’—Chikamu 1, Nzwisa: (15 min.) Kukurukurirana. Verengai Mateu 9:18-25 uye onai vhidhiyo yacho, mobva makurukura mibvunzo inotevera:

    • Jesu akaratidza sei kuti aida mukadzi airwara naJairosi?

    • Nyaya iyi inoita kuti uone sei uprofita huri muBhaibheri hwezvichaitika kana Umambo hwava kutonga?

    • Tingaratidza sei kuti tinoda vanhu sezvaiita Jesu?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 5

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe