RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 August p. 4
  • Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Ushingi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Ushingi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kuva Neushingi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Shinga . . . Uzviite”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Shingai!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Ndipeiwo Ushingi
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 August p. 4

KURARAMA KWECHIKRISTU

Iva Neunhu Hunodiwa naMwari​—Ushingi

NEI ZVICHIKOSHA?

  • Kuparidza kunoda ushingi.​—Mab 5:27-29, 41, 42

  • Zvichaitika pakutambudzika kukuru zvicharatidza kana tiine ushingi.​—Mt 24:15-21

  • Kutya vanhu kunokonzera matambudziko.​—Jer 38:17-20; 39:4-7

MAITIRWO AZVO:

  • Funga nezvekuponeswa kwakamboitwa vashumiri vaJehovha.​—Eks 14:13

  • Nyengetera kuti uve neushingi.​—Mab 4:29, 31

  • Vimba naJehovha.​—Pis 118:6

Hama mbiri dzichiedza kukurudzira imwe hama kuenda muushumiri

Zvii zvandinotya pandinenge ndichiparidza zvandinoda kukunda?

ONA VHIDHIYO INONZI DZIVISA ZVINHU ZVINOPARADZA KUVIMBIKA​—KUTYA MUNHU, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Nei tichifanira kuva neushingi patinenge tichiparidza?

  • Zvinhu zvipi zviviri zvakasiyana zvinotaurwa pana Zvirevo 29:25?

  • Nei zvichikosha kuti titange kuva neushingi iye zvino?

MUNHU WEMUBHAIBHERI WATINGATEVEDZERA:

Ezekieri akaudzwa kuti aizosangana nematambudziko paaizoita basa rake semuprofita.​—Eze 2:3-7; 33:7-9.

Zvibvunze kuti, ‘Zvii zvandingaita kuti nditevedzere ushingi hwaiva naEzekieri?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe