August 21-27
EZEKIERI 35-38
Rwiyo 149 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Gogi weMagogi Ava Pedyo Kuparadzwa”: (10 min.)
Eze 38:2—Zita rekuti Gogi weMagogi rinoreva mubatanidzwa wenyika dzakasiyana-siyana (w15 5/15 29-30)
Eze 38:14-16—Gogi weMagogi acharwisa vanhu vaJehovha (w12 9/15 5-6 ¶8-9)
Eze 38:21-23—Jehovha Mwari achazviita mukuru uye ozvitsvenesa nekuparadza kwaachaita Gogi weMagogi (w14 11/15 27 ¶16)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Eze 36:20, 21—Ndechipi chikonzero chikuru chinoita kuti tizvibate zvakanaka? (w02 6/15 20 ¶12)
Eze 36:33-36—Mashoko aya akazadzikawo sei mazuva ano? (w88 9/15 24 ¶11)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 35:1-15
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pis 37:29—Dzidzisa Chokwadi.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ge 1:28; Isa 55:11—Dzidzisa Chokwadi.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.07 31-32—Musoro: Kubatanidzwa Kwetutanda Tuviri Kunorevei?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Kutenda”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Tevera Zvinhu Zvinoita Kuti Uve Akavimbika—Kutenda.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 16 ¶18-24, bhokisi rakanzi “Kuimba Chokwadi,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 87 Nemunyengetero