PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 15-17
Unoita Zvaunovimbisa Here?
Imhiko ipi isina kuzadziswa naMambo Zedhekiya?
Zvii zvakazoitika nemhaka yekusaita zvaainge avimbisa?
Zvinhu zvipi zvandakavimbisa kuzoita?
Zvii zvingazoitika kana ndikarega kuita zvandakavimbisa?