RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 4
  • July 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 4

July 17-23

EZEKIERI 18-20

  • Rwiyo 125 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kana Jehovha Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?”: (10 min.)

    • Eze 18:19, 20​—Jehovha anotonga mumwe nemumwe maererano nezvaanenge aita (w12 7/1 18 ¶2)

    • Eze 18:21, 22​—Jehovha akagadzirira kukanganwira vatadzi vanenge vapfidza uye haazovarangi pazvivi zvaanenge avaregerera (w12 7/1 18 ¶3-7)

    • Eze 18:23, 32​—Jehovha anoparadza vanhu vakaipa kana aona kuti varamba zvachose kupfidza (w08 4/1 8 ¶4; w06 12/1 27 ¶11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 18:29​—Chii chakaita kuti vaIsraeri vave nemafungiro asiriwo nezvaJehovha, uye tinofanira kuita sei kuti tisavawo nemafungiro akadaro? (w13 8/15 11 ¶9)

    • Eze 20:49​—Nei vanhu vakafunga kuti Ezekieri aitaura “zvirevo” kana kuti zvirahwe uye izvi zvinotidzidzisei? (w07 7/1 14 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 20:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 1Jo 5:19​—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ge 3:2-5​—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira. (Tarisa mwb16.08 8 ¶2.)

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.05 32​—Musoro: Ungano Inogona Kuratidza Sei Kufara Kwayo Kana Pakapiwa Chiziviso Chekuti Mumwe Munhu Adzorerwa?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 130

  • “Iwe Pachako Unozviregerera Here?”: (10 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Tsigira Zvinotaurwa naJehovha Wakavimbika​—Regerera.

  • Vechiduku Vanobvunza Kuti​—Ndingaita Sei Kana Pane Zvandakanganisa?: (5 min.) Kurukurai nevateereri nyaya yakanzi “Vechiduku Vanobvunza Kuti​—Ndingaita Sei Kana Pane Zvandakanganisa?” Vateereri ngavatange vanzwa nyaya yacho yakarekodhwa, kubva painotangira kusvika pa59 sec.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 15 ¶9-17

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe