RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/12 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 1/12 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri paMugovera Wokutanga Muna February

“Munofunga kuti Mwari ane sangano here mazuva ano, kana kuti munofunga kuti anongoda kuti vanhu vamunamate somunhu mumwe nomumwe? [Rega apindure.] Cherechedzai zvinotaurwa apa nezvevanhu avo Mwari akaronga makore akawanda apfuura.” Endai papeji 26 yemagazini yeNharireyomurindi yaFebruary 1, uye kurukurai mose mashoko ari pasi pekamusoro kekutanga uye runenge rugwaro rumwe chete pane aripo. Govera magazini acho, uye ronga kuzodzoka uye kurukurai mubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi February 1

“Mumakore apfuura vanhu vave vachikurukura zvakanyanya nezveAmagedhoni. Munofunga kuti pane chingagona kuitwa nevanhu here kuitira kuti Amagedhoni isaitike? [Rega apindure.] Apa ndipo panobva shoko rokuti ‘Amagedhoni.’ [Verenga Zvakazarurwa 16:16. Zvadaro muratidze kavha yemagazini yacho.] Magazini ino ine mhinduro inobva muBhaibheri yemibvunzo iyi.”

Awake! February

“Mazuva ano vakawanda vanofarira kukurukurirana paIndaneti. Munofunga kuti kukurukurirana nenzira iyi kune ngozi here? [Rega apindure.] Bhaibheri rine mashoko anogona kuita kuti kukurukurirana kwedu paIndaneti kusava nengozi. [Endai pamapeji 6-9, mobva makurukura mumwe wemibvunzo yacho nerumwe rwemagwaro aripo.] Magazini ino ichakubatsirai kuziva uye kudzivisa ngozi dzinowanikwa pakukurukurirana paIndaneti.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe