RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/12 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 1/12 p. 4

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna January: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinotaura zvinofarirwa nemunhu wacho. February: Vaparidzi vangagovera chero bhuku pane anotevera: Is There a Creator Who Cares About You?, Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri, Bhaibheri—iShoko raMwari Here Kana Kuti Romunhu? March: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinotaura zvinofarirwa nemunhu wacho. April: Magazini eNharireyomurindi neAwake! Kana munhu afarira, muratidzei turakiti raUngada Here Kuziva Chokwadi? uye edzai kutanga chidzidzo cheBhaibheri. Pamunodzokera kune vaya vakapinda Chirangaridzo kana zvimwe zviitiko zvokunamata asi vasiri kuwadzana neungano, fungai nezvokutanga zvidzidzo muchishandisa bhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei?

◼ Kutanga muna February, hurukuro yavose itsva yevatariri vematunhu ichange ichiti, “Unovimba naJehovha Here?”

◼ Kutanga neyaFebruary 1, 2012, Nharireyomurindi yevoruzhinji ichange yava kubudisa nyaya inoti, “Zvandinodzidza muBhaibheri.” Yakagadzirirwa vabereki kuti vashandise nevana vavo vane makore matatu zvichidzika, uye ichange ichichinjana nedzinoti, “Dzidzisai Vana Venyu” uye “Zvevechiduku.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe