RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/12 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 13
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 13
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 2/12 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 13

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 13

Rwiyo 7 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 16 ¶13-18 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Isaya 52-57 (10 min.)

Nha. 1: Isaya 56:1-12 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kuvimbika kwaPetro Kunotibatsirawo Sei?—Joh. 6:68, 69 (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri Rinobvumira Barika Here?—rs-CA p. 144 ¶4–p. 145 ¶5 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 117

5 min: Zviziviso.

10 min: Wedzera Mano Somudzidzisi​—Chikamu 1. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 56, ndima 1, kusvika papeji 57, ndima 2.

10 min: Mwari Ndiye Anoita Kuti Zvikure. (1 VaK. 3:6) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2011, peji 55, ndima 1-2, uye peji 138, ndima 3-4. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: “Tanga Kuronga Iye Zvino Kuti Uwedzere Ushumiri Hwako.” Mibvunzo nemhinduro. Pakukurukura ndima 3, kumbirai mutariri webasa kuti ataure zvakarongwa muungano yenyu panyaya yemisangano yebasa romumunda ichaitwa muna March, April naMay.

Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe