Zviri Mukati
March 8, 2003
Kushaya Zvokudya Zvinovaka Muviri—“Nhamo Yakanyarara”
Nei vakawanda kwazvo—kunyanya vana—vachishaya zvokudya zvavanoda? Dzidza pamusoro pehonzeri dzokushaya zvokudya zvinovaka muviri uye nzira yokudzidzivirira.
5 Honzeri Dzakadzika Midzi, Migumisiro Yakapararira
10 “Nhamo Yakanyarara” Yava Kuzopera!
13 Kuratidza Rudo Munguva Yenhamo
24 Kubuda Basa Rinouraya Ndokutsvaka Rugare
28 Shangu Dzako Dzinonyatsokwana Here?
31 “Mukai! Yakaponesa Upenyu Hwangu!”
Apo mamiriyoni emvumba anoridigura pasi mumapani eAfrica, ukazviona hauzozvikanganwi.
Ndinofanira Kuona Mavhidhiyo Emimhanzi Here? 19
Akawanda awo ane chisimba uye anoratidza zvepabonde. Uchasarudzei?
[Mufananidzo uri papeji 2]
Somalia
[Kwazvakatorwa]
BUTIRO: UN/DPI Photo naEskinder Debebe
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
© Betty Press/Panos Pictures