VAFIRIPI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1, 2)
Kutenda Mwari; munyengetero waPauro (3-11)
Mashoko akanaka anopararira pasinei nekutambudzwa (12-20)
Kurarama ndiKristu, kufa kupfuma (21-26)
Kuzvibata zvinoenderana nemashoko akanaka (27-30)
2
Kuzvininipisa kwechiKristu (1-4)
Kuzvininipisa kwaKristu uye kukwidziridzwa (5-11)
Shandirai kuponeswa kwenyu (12-18)
Kutuma Timoti uye Epafrodhito (19-30)
3
4
Kubatana, kufara, kufunga zvinhu zvakanaka (1-9)
Kutenda zvipo zvakabviswa nevaFiripi (10-20)
Kwaziso yekupedzisira (21-23)