ZEFANIYA ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Zuva raJehovha rekutonga rava pedyo (1-18) Zuva raJehovha riri kukurumidza kusvika (14) Sirivha negoridhe hazviponesi (18) 2 Tsvagai Jehovha zuva rake rekutsamwa risati rasvika (1-3) Tsvagai kururama neunyoro (3) “Zvimwe mungavanzwa” (3) Kutongwa kwemarudzi akapoteredza (4-15) 3 Jerusarema iguta rekupanduka uye rakasvibiswa (1-7) Mutongo uye kufarirwazve (8-20) Marudzi anopiwa mutauro wakachena (9) Vanhu vanozvininipisa nevakaderera vachaponeswa (12) Jehovha achafarira Ziyoni zvikuru (17)