ISAYA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Baba nevanakomana vavo vakapanduka (1-9)
Jehovha anovenga kunamata kusiri kwemwoyo wese (10-17)
‘Ngatiruramise zvinhu’ (18-20)
Ziyoni richadzokera pakuva guta rakatendeka (21-31)
2
3
4
5
Rwiyo rwemunda waJehovha wemizambiringa (1-7)
Nhamo pamunda waJehovha wemizambiringa (8-24)
Mwari anotsamwira vanhu vake (25-30)
6
Jehovha anoonekwa ari mutemberi yake (1-4)
Miromo yaIsaya inocheneswa (5-7)
Isaya anotumwa (8-10)
“Kusvikira riini, haiwa Jehovha?” (11-13)
7
Shoko kuna Mambo Ahazi (1-9)
Chiratidzo chaEmanueri (10-17)
Zvinokonzerwa nekusatendeka (18-25)
8
Kupinda kwevaAsiriya munyika nechisimba (1-8)
Musatya—“Mwari anesu!” (9-17)
Isaya nevana vake vachishanda sezviratidzo (18)
Bvunzai mutemo, kwete madhimoni (19-22)
9
10
Ruoko rwaMwari runorwisa Israeri (1-4)
Asiriya—shamhu yekutsamwa kwaMwari (5-11)
Kurangwa kweAsiriya (12-19)
Vakasara vekwaJakobho vachadzoka (20-27)
Mwari achatonga Asiriya (28-34)
11
12
13
14
Israeri achagara munyika yake (1, 2)
Chirevo pamusoro pamambo weBhabhironi (3-23)
Ruoko rwaJehovha ruchapwanya muAsiriya (24-27)
Mutongo pamusoro peFiristiya (28-32)
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
Nhamo kuzvidhakwa zvekwaEfremu! (1-6)
Vapristi nevaprofita veJudha vanodzedzereka (7-13)
“Sungano neRufu” (14-22)
Mufananidzo wekuranga kwaJehovha kune uchenjeri (23-29)
29
30
Rubatsiro rweIjipiti haruna kana maturo (1-7)
Vanhu vanoramba uprofita (8-14)
Simba rinobva pakuvimba naMwari (15-17)
Jehovha anonzwira vanhu vake nyasha (18-26)
Jehovha anoranga Asiriya (27-33)
31
32
Mambo nemachinda vachatonga kuti pave nekururama (1-8)
Vakadzi vasingatirimuki vanoyambirwa (9-14)
Makomborero panodururwa mweya (15-20)
33
34
35
36
37
Hezekiya anotsvaga kubatsirwa naMwari nekuna Isaya (1-7)
Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (8-13)
Munyengetero waHezekiya (14-20)
Isaya anozivisa mhinduro yaMwari (21-35)
Ngirozi inouraya vaAsiriya 185 000 (36-38)
38
39
40
41
Munhu wekumabvazuva uyo anokunda (1-7)
Israeri anosarudzwa kuti ave mushumiri waMwari (8-20)
Vamwe vanamwari vanonzi varatidze kuti ndivanamwari (21-29)
42
Mushumiri waMwari uye basa rake (1-9)
Rwiyo rutsva rwekurumbidza Jehovha (10-17)
Israeri ibofu uye imatsi (18-25)
43
Jehovha anounganidzazve vanhu vake (1-7)
Vanamwari ngavaratidze kuti vakarurama (8-13)
Kusunungurwa muBhabhironi (14-21)
“Ngatipinzei nyaya yedu mudare” (22-28)
44
Makomborero kuvanhu vaMwari vaakasarudza (1-5)
Hakuna mumwe Mwari kunze kwaJehovha (6-8)
Zvifananidzo zvinogadzirwa nevanhu hazvina maturo (9-20)
Jehovha, Mudzikinuri waIsraeri (21-23)
Kudzorera zvinhu pachishandiswa Koreshi (24-28)
45
Koreshi anozodzwa kuti akunde Bhabhironi (1-8)
Ivhu harifaniri kupikisana neMuumbi (9-13)
Mamwe marudzi anoremekedza Israeri (14-17)
Zvakasikwa naMwari uye zvaanozivisa zvinoratidza kuti akavimbika (18-25)
46
47
48
Israeri anotsiurwa uye anonatswa (1-11)
Jehovha acharwisa Bhabhironi (12-16a)
Zvinodzidziswa naMwari zvinobatsira (16b-19)
“Budai muBhabhironi!” (20-22)
49
50
51
Ziyoni richagadzirwazve kuti rive semunda weEdheni (1-8)
Kunyaradzwa kunobva kuMuiti weZiyoni ane simba (9-16)
Kapu yekutsamwa kwaJehovha (17-23)
52
53
54
55
56
57
Munhu akarurama nevanhu vakavimbika vaparara (1, 2)
Unzenza hwekunamata hweIsraeri hunofumurwa (3-13)
Nyaradzo kuvanozvininipisa (14-21)
58
59
60
61
62
63
Kutsiva kwaJehovha pamarudzi (1-6)
Rudo rwaJehovha rusingachinji rwaakaratidza mazuva ekare (7-14)
Munyengetero wekupfidza zvivi (15-19)
64
65
66
Kunamata kwechokwadi nekwenhema (1-6)
Ziyoni nevanakomana varo (7-17)
Vanhu vanoungana kuzonamata muJerusarema (18-24)