1 MADZIMAMBO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Dhavhidhi naAbhishagi (1-4)
Adhonija anoedza kutora chigaro cheumambo (5-10)
Natani naBhati-shebha vanoona zvekuita (11-27)
Dhavhidhi anorayira kuti Soromoni azodzwe (28-40)
Adhonija anotizira kuatari (41-53)
2
Dhavhidhi anorayira Soromoni (1-9)
Dhavhidhi anofa; Soromoni anogara pachigaro (10-12)
Kupanduka kwaAdhonija kunomuurayisa (13-25)
Abhiyatari anodzingwa; Joabhi anourayiwa (26-35)
Shimei anourayiwa (36-46)
3
Soromoni anoroora mwanasikana waFarao (1-3)
Jehovha anozviratidza kuna Soromoni kuhope (4-15)
Soromoni anotonga nyaya yevakadzi vaviri (16-28)
4
Umambo hwaSoromoni (1-19)
Kugarika pakutonga kwaSoromoni (20-28)
Uchenjeri hwaSoromoni nezvirevo zvake (29-34)
5
6
7
Zvivakwa zvemuzinda waSoromoni (1-12)
Hiramu uyo aiva neunyanzvi anobatsira Soromoni (13-47)
Mbiru mbiri dzemhangura (15-22)
Dziva resimbi yakanyungudutswa (23-26)
Zvingoro 10 uye mabheseni emhangura (27-39)
Midziyo yegoridhe inopera kugadzirwa (48-51)
8
Areka inoiswa mutemberi (1-13)
Soromoni anotaura nevanhu (14-21)
Munyengetero waSoromoni wekukumikidza temberi (22-53)
Soromoni anokomborera vanhu (54-61)
Zvibayiro uye mutambo wekukumikidza (62-66)
9
Jehovha anozviratidzazve kuna Soromoni (1-9)
Chipo chakapiwa Mambo Hiramu naSoromoni (10-14)
Basa rakaitwa naSoromoni (15-28)
10
11
Madzimai aSoromoni anotsausa mwoyo wake (1-13)
Vanhu vaipikisa Soromoni (14-25)
Jerobhoamu anovimbiswa madzinza gumi (26-40)
Soromoni anofa; Rehobhoamu anoitwa mambo (41-43)
12
Rehobhoamu anopindura nehasha (1-15)
Madzinza gumi anopanduka (16-19)
Jerobhoamu anoitwa mambo weIsraeri (20)
Rehobhoamu anorambidzwa kurwisa vaIsraeri (21-24)
Kunamata mhuru kwaJerobhoamu (25-33)
13
14
15
Abhijamu, mambo weJudha (1-8)
Asa, mambo weJudha (9-24)
Nadhabhi, mambo weIsraeri (25-32)
Bhaasha, mambo weIsraeri (33, 34)
16
Mutongo waJehovha kuna Bhaasha (1-7)
Eraa, mambo weIsraeri (8-14)
Zimri, mambo weIsraeri (15-20)
Omri, mambo weIsraeri (21-28)
Ahabhi, mambo weIsraeri (29-33)
Hieri anovakazve Jeriko (34)
17
Muprofita Eriya anotaura kuti mvura haisi kuzonaya (1)
Eriya anounzirwa zvekudya nemakunguo (2-7)
Eriya anoshanyira chirikadzi yekuZarefati (8-16)
Mwanakomana wechirikadzi anofa uye anomutswa (17-24)
18
Eriya anosangana naObhadhiya naAhabhi (1-18)
Eriya nevaprofita vaBhaari paKameri (19-40)
Mvura inonaya pashure pemakore matatu nehafu (41-46)
19
Eriya anotiza Jezebheri (1-8)
Jehovha anozviratidza kuna Eriya kuHorebhi (9-14)
Eriya anoudzwa kuti anozodza Hazaeri, Jehu, naErisha (15-18)
Erisha anogadzwa panzvimbo yaEriya (19-21)
20
VaSiriya vanorwisa Ahabhi (1-12)
Ahabhi anokunda vaSiriya (13-34)
Uprofita hwezvichaitika kuna Ahabhi (35-43)
21
Ahabhi anochiva munda wemizambiringa waNabhoti (1-4)
Jezebheri anoronga kuti Nabhoti aurayiwe (5-16)
Shoko raEriya kuna Ahabhi (17-26)
Ahabhi anozvininipisa (27-29)
22
Jehoshafati anobatana naAhabhi (1-12)
Uprofita hwaMikaya hwekukundwa (13-28)
Ahabhi anourayiwa kuRamoti-giriyedhi (29-40)
Jehoshafati anotonga Judha (41-50)
Ahaziya mambo weIsraeri (51-53)