DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA
Joshua naKarebhi
Shandisa pepa iri rinoprindwa remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari dzaJehovha, Joshua naKarebhi.
Vabereki, verengai uye kurukurai nevana venyu Numeri 13:30-14:10.
Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.
Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji inotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana mwana wenyu aine mamwe mapepa emabasa aya aakamboita anogona kuabatanidza ogadzira bhuku.