DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA
Josefa
Shandisa pepa iri rinoprindwa remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari yaJehovha Josefa.
Vabereki, verengai uye kurukurai nevana venyu Genesisi 45:1-11.
Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.
Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji inotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana mwana wenyu aine mamwe mapepa emabasa aya aakamboita anogona kuabatanidza ogadzira bhuku.