DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA
Abhigairi
Shandisa pepa iri rinoprindwa remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari yaJehovha Abhigairi.
Vabereki, verengai uye kurukurai nevana venyu 1 Samueri 25:27-35.
Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.
Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji inotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana mwana wenyu aine mamwe mapepa emabasa aya aakamboita anogona kuabatanidza ogadzira bhuku.