BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
Maonero Andava Kuita Vanhu Achinja
Murume uyu akadzidza chokwadi cheBhaibheri, akasiya zvekurwa, uye iye zvino ava kushanyira vavakidzani vake achivadzidzisa nezvenyika ichange isina vanopara mhosva uye isina matsotsi.
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.