RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb15 p. 10-p. 15 ndim. 1
  • Basa Riri Kufamba Chaizvo kuWarwick

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Basa Riri Kufamba Chaizvo kuWarwick
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2015
  • Mashoko Akafanana
  • Basa Riri Kuitwa kuWarwick Rava Papi
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Sangano Riri Kufamba
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
  • Zvakaitika Gore Rakapera
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
  • Vakazvipa Nemwoyo Unoda​—kuNew York
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2015
yb15 p. 10-p. 15 ndim. 1
Mufananidzo uri papeji 10, 11

ZVAKAITIKA GORE RAKAPERA

Basa Riri Kufamba Chaizvo kuWarwick

Mufananidzo uri papeji 12

HAPADANWI anonzwa uye hama dziri kuita basa sebasa panzvimbo iri kuvakirwa mahofisi makuru eZvapupu zvaJehovha kuWarwick, New York. Hama nehanzvadzi dzakawanda dzakasiya zvimwe zvinhu kuti dzikwanise kuita basa racho. Asi vakawanda vavo vanoti, “Hapana chimwe chinhu chatingaenzanisa nekushanda pano.” Ngatimboonai zviri kuitika kuWarwick.

Mufananidzo uri papeji 13

Kushanda kuWarwick kwakamboita sei chaizvo?

Mufananidzo uri papeji 13

“Haisisiri nyaya yekungovaka chete kuWarwick. Jehovha ari kuita kuti vanhu vanoita mabasa akasiyana-siyana pakuvaka vabatane uye ari kutibatsira kuti tiongorore marongero atinofanira kuita pakuvaka zvivako zvakakura.”—Enrique Ford.

Mufananidzo uri papeji 13

“Pisarema 127:1 inoti: ‘Kana Jehovha asingavaki imba, vavaki vayo vanoshanda zvakaoma vachishandira pasina.’ Mashoko iwayo anoratidza kuti chikomborero chaJehovha ndicho chichaita kuti basa iri ribudirire.”—Troy Snyder.

Mufananidzo uri papeji 13

“Basa iri randisimbisa pakutenda kupfuura zvimwe zvinhu zvese zvakaitika muupenyu hwangu.”—Richard Devine.

Mifananidzo iri papeji 14, 15
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe