RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb24 March p. 12
  • April 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
mwb24 March p. 12

APRIL 15-21

PISAREMA 29-31

Rwiyo 108 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Kurangwa Kwatinoitwa naJehovha Kunoratidza Kuti Anotida

(10 min.)

Dhavhidhi paasina kuteerera, Jehovha akamuvanzira chiso chake (Pis 30:7; it-1-E 802 ¶3)

Dhavhidhi akateterera Jehovha kuti amunzwire nyasha (Pis 30:8)

Jehovha haana kuramba akatsamwira Dhavhidhi (Pis 30:5; w07 3/1 19 ¶1)


Mashoko ari muPisarema 30 anogona kunge achitaura zvakaitika pashure pekunge aita chivi chekuverenga vanhu.—2Sa 24:25.

Murume akadzingwa ari kunyengetera ari mumota make asati apinda muImba yeUmambo.

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Munhu anenge adzingwa angabatsirwa sei nekurangwa kwaanenge aitwa uye angaratidza sei kuti apfidza zvivi zvake?—w21.10 6 ¶18.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 31:23—Munhu anozvikudza anonyatsotsiviwa sei naJehovha? (w06 5/15 19 ¶14)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Pis 31:​1-24 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(1 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Paridza kwenguva pfupi kumunhu anenge akabatikana. (lmd chidzidzo 5 pfungwa 3)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Ratidza amai imwe vhidhiyo yevana uye vatsanangurire kuti vangawana sei mamwe. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 3)

6. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(3 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Edza kutanga kudzidza Bhaibheri nemunhu aimboramba kudzidza nesu. (lmd chidzidzo 8 pfungwa 3)

7. Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi

(4 min.) lff chidzidzo 14 pfungwa 5 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 45

8. Chii Chinoita Kuti Titende . . . Kuti Mwari Ane Rudo?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO mobvunza vateereri kuti:

Nyaya iyi inotidzidzisei nezverudo rwaMwari?

9. Mushumo weDhipatimendi Remapurani Nekuvaka wa2024

(8 min.) Hurukuro. Ratidzai VHIDHIYO.

10. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 8 ¶13-21

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 99 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe