RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb24 March p. 13
  • April 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
mwb24 March p. 13

APRIL 22-28

PISAREMA 32-33

Rwiyo 103 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Nei Tichifanira Kureurura Zvivi Zvakakura Zvatinenge Taita?

(10 min.)

Dhavhidhi ainetseka chaizvo paaiedza kuvanza zvivi zvake; zvichida zvivi zvacho zvaiva nechekuita neupombwe hwaakaita naBhati-shebha (Pis 32:​3, 4; w93 3/15 9 ¶7)

Dhavhidhi akareurura zvivi zvake kuna Jehovha uye akaregererwa (Pis 32:5; cl 262 ¶8)

Dhavhidhi akanzwa arerukirwa paakaregererwa naJehovha (Pis 32:1; w01 6/1 30 ¶1)

Mapikicha: 1. Hama yechidiki yakabata kumeso ichishushikana. 2. Anonyengetera. 3. Ava kutaura nevakuru vaviri. 4. Ava kunyemwerera nekuti ava nehana yakachena.

Kana tikaita chivi chakakura, tinofanira kureurura kuna Jehovha tichikumbira kuti atiregerere. Tinofanirawo kutsvaga rubatsiro kuvakuru, avo vachatibatsira kuti tigadzirise ushamwari hwedu naJehovha. (Jak 5:​14-16) Patinodaro, tichazorodzwa naJehovha.—Mab 3:19.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 33:6—Chii chinonzi ‘mweya’ wemuromo waJehovha? (w06 5/15 20 ¶1)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Pis 33:​1-22 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Zvininipise—Pauro Akazviratidza Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 4 pfungwa 1-2.

5. Zvininipise—Tevedzera Pauro

(8 min.) Kukurukura nevateereri lmd chidzidzo 4 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 74

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 8 ¶22-24, bhokisi riri papeji 67

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 39 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe