RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb24 March p. 5
  • March 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
mwb24 March p. 5

MARCH 18-24

PISAREMA 19-21

Rwiyo 6 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Hama yakatarisa nyeredzi dziri mudenga.

1. “Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari”

(10 min.)

Zvinhu zvakasikwa naJehovha zvinozivisa kubwinya kwake (Pis 19:1; w04 1/1 8 ¶1-2)

Zuva rakasikwa zvinoshamisa (Pis 19:​4-6; w04 6/1 11 ¶8-10)

Tinofanira kudzidza kubva pazvinhu zvakasikwa naMwari (Mt 6:28; g95-E 11/8 7 ¶3)


ZVAMUNOGONA KUITA PAKUNAMATA KWEMHURI: Ongororai zvinhu zvakasikwa mokurukura kuti zvinotidzidzisei nezvaJehovha.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 19:​7-9—Mavhesi aya ari kuratidza nhetembo yakaita sei mumutauro wechiHebheru? (it-1-E 1073)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Pis 19:​1-14 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Ipa munhu pepa rekumukoka kuChirangaridzo uye enda pajw.org wotsvaga nzvimbo ichaitirwa Chirangaridzo iri pedyo nekwaanogara. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 3)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Hurukuro yeChirangaridzo painenge yapera kurukura nemunhu auya kuChirangaridzo akawana pepa rekumukoka pamba pake. Ronga naye kuti uzomushanyira kuti upindure mibvunzo yaainayo. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 4)

6. Kutsanangura Zvaunotenda

(5 min.) Hurukuro. ijwfq 45—Musoro: Nei Maitiro Anoita Zvapupu zvaJehovha Chirayiro chaShe Achisiyana Nezvinoitwa Nemamwe Machechi? (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 141

7. Tarisa Zvinhu Zvakasikwa Kuti Usimbise Kutenda Kwako

(15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mobvunza vateereri kuti:

Zvinhu zvakasikwa zvinokubatsira sei kuti usimbise kutenda kwaunoita kuti kune Musiki?

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 7 ¶9-13, bhokisi riri papeji 56

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 127 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe