RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb24 March p. 4
  • March 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
mwb24 March p. 4

MARCH 11-17

PISAREMA 18

Rwiyo 148 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. “Jehovha . . . Ndiye Anondinunura”

(10 min.)

Jehovha akaita seibwe, senhare, uye senhoo (Pis 18:​1, 2; w09 5/1 14 ¶4-5)

Jehovha anonzwa patinochemera kubatsirwa (Pis 18:6; it-2-E 1161 ¶7)

Jehovha anotibatsira (Pis 18:​16, 17; w22.04 3 ¶1)

Mapikicha: Dhavhidhi ari kudziya moto achifunga nezvekubatsirwa kwaakaitwa naJehovha. 1. Ari kurwisa bheya. 2. Akapfugama pedyo neshumba yakafa. 3. Akabata bakatwa uye akatsika Goriyati uyo akarara pasi.

Jehovha anogona kubvisa dambudziko redu sezvaaimboita kuna Dhavhidhi. Asi kakawanda anotipa “nzira yekubuda nayo” kuburikidza nekutipa simba rekutsungirira dambudziko racho.—1VaK 10:13.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 18:10—Nei munyori wepisarema akati Jehovha akatasva kerubhi? (it-1-E 432 ¶2)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Pis 18:​20-39 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Iva Netsitsi Uye Mutsa—Jesu Akazviratidza Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 3 pfungwa 1-2.

5. Iva Netsitsi Uye Mutsa—Tevedzera Jesu

(8 min.) Kukurukura nevateereri lmd chidzidzo 3 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 60

6. Zvemuungano Yenyu

(5 min.)

7. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch

(10 min.) Ratidzai VHIDHIYO yacho.

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 7 ¶1-8, bhokisi riri papeji 53

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 69 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe